Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 4:27 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 4:27 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Zvirokwazvo Herodhi naPondiasi Pirato vakaungana pamwe chete neveDzimwe Ndudzi uye navanhu veIsraeri muguta rino kuzorangana kurwisa Jesu muranda wenyu mutsvene, iye wamakazodza.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 BDSC

Mabasa 4:27 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Nokuti zvirokwazvo Herodhi, naPontio Pirato, navahedheni, navanhu vaIsiraeri vakaunganira muguta iri, kuzorwa naJesu Muranda wenyu mutsvene, wamakazodza

Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SNA2002

Mabasa 4:27 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti ɀirokwaɀo Herode, naPontio Pirato, naʋahedeni, naʋanhu ʋaIsraeri ʋakaʋuŋganira muguta iri, kuzorwa naJesu Muranda wenyu mutȿene, wamakazodza

Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SUB1949

Mabasa 4:27 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Icho chiri chokwadiwo Herodhi naPontio Pirato nevechirudzi navaIsiraeri vakaungana muguta rino vachirwisa muranda wenyu Mutsvene Jesu wamakazodza

Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SCLB

Mabasa 4:27 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Icho chiri chokwadiwo Herodhi naPontio Pirato nevechirudzi navaIsiraeri vakaungana muguta rino vachirwisa muranda wenyu Mutsvene Jesu wamakazodza

Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SCLBD