Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 4:26 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 4:26 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Madzimambo enyika azvigadzirira uye vabati vanoungana pamwe chete kuzorwa naIshe uye noMuzodziwa Wake.’

Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 BDSC

Mabasa 4:26 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Madzimambo enyika akamuka, Navabati vakaungana pamwechete, Kurwa naIshe naKristu wake.’

Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SNA2002

Mabasa 4:26 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Madzimambo enyika akamuka, Naʋaɓati ʋakaʋuŋgana pamŋe cete, Kurwa naShe naKristu wake.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SUB1949

Mabasa 4:26 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Madzimambo apasi pose vachinyatsorongana, vatongi vachitoitira Tenzi nomuzodzwa wake bangano.’

Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SCLB

Mabasa 4:26 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Madzimambo apasi pose vachinyatsorongana, vatongi vachitoitira Tenzi nomuzodzwa wake bangano.’

Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SCLBD