Mabasa 4:23 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 4:23 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vasunungurwa, Petro naJohani vakadzokera kuvanhu vokwavo vakandovaudza zvose zvakanga zvarehwa navaprista vakuru navakuru.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 BDSCMabasa 4:23 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati varegedzwa, vakaenda kunovokwavo, vakandovaudza zvose zvavakanga vaudzwa navapristi vakuru navakuru.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SNA2002Mabasa 4:23 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ʋakati ʋaregedzwa, ʋakaenda kunoʋokwaʋo, ʋakandoʋaʋudza ɀose ɀaʋakaŋga ʋaʋudzwa naʋaprista ʋakuru naʋakuru.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SUB1949Mabasa 4:23 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakaregedzwa vakaenda kushamwari dzavo vakavarondedzera zvavakanga vataurirwa navapristi navakuru vakuru.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SCLBMabasa 4:23 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Pavakaregedzwa vakaenda kushamwari dzavo vakavarondedzera zvavakanga vataurirwa navapristi navakuru vakuru.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SCLBD