Mabasa 4:2 - Compare All Versions
Mabasa 4:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakakanganisika zvikuru nokuti vapostori vakanga vachidzidzisa vanhu uye vachiparidza kumuka kwavakafa muna Jesu.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 BDSCMabasa 4:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
vafa neshungu, nokuti vakanga vachidzidzisa vanhu, vachiparidza kumuka kwavakafa muna Jesu.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SNA2002Mabasa 4:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Vakanga vatsamwiswa nokuti mukudzidzisa nokuparidza zvaJesu vaidzidzisa vanhu vachivaparidza zvokumuka kwavakafa.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SCLBDMabasa 4:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
ʋafa neshuŋgu, nokuti ʋakaŋga ʋacidzidzisa ʋanhu, ʋaciparidza kumuka kwaʋakafa munaJesu.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SUB1949Mabasa 4:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakanga vatsamwiswa nokuti mukudzidzisa nokuparidza zvaJesu vaidzidzisa vanhu vachivaparidza zvokumuka kwavakafa.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SCLB