Mabasa 4:18 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 4:18 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakavadanazve kuti vapinde ndokuvarayira kuti varege kutaura kana kutongodzidzisa muzita raJesu.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 BDSCMabasa 4:18 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakavadana vakavarayira kuti varege chose kutaura kana kudzidzisa nezita raJesu.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SNA2002Mabasa 4:18 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ʋakaʋaɗana, ʋakaʋaraira kuti ʋarege cose kutaura kana kudzidzisa nezita raJesu.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SUB1949Mabasa 4:18 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nezvo vakavadaidza vakavakomekedza kuti vasambotaura zvavo kana kudzidzisa zvako muzita raJesu.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SCLBMabasa 4:18 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Nezvo vakavadaidza vakavakomekedza kuti vasambotaura zvavo kana kudzidzisa zvako muzita raJesu.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 4 SCLBD