Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 3:4 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 3:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Petro akamutarisisa, Johani akadarowo. Ipapo Petro akati kwaari, “Titarise!”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 3 BDSC

Mabasa 3:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino Petirosi akamutarisisa, naJohaniwo, akati, “Titarire.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 3 SNA2002

Mabasa 3:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino Petro akamutarisisa, naJohane ʋo, akati: Titarire.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 3 SUB1949

Mabasa 3:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Pita aina Johani akanyatsomutarisisa akati, “Titarise,”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 3 SCLB

Mabasa 3:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Pita aina Johani akanyatsomutarisisa akati, “Titarise,”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 3 SCLBD