Mabasa 28:5
Mabasa 28:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi Pauro akazunzira nyoka mumoto uye haana kurwara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 28Mabasa 28:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi iye wakazunzira chikara mumoto, akasanzwa kurwadzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 28Mabasa 28:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi iye akazunzira chipuka chiya mumoto. Haana kukuvara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 28