Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 28:25 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 28:25 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Havana kutenderana pakati pavo ndokubva vatanga kuenda, shure kwokunge Pauro ataura mashoko okupedzisira okuti: “Mweya Mutsvene akataura chokwadi kumadzitateguru enyu paakataura nomuromo waIsaya muprofita achiti

Pakurirana nevamwe
Mabasa 28 BDSC

Mabasa 28:25 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino zvavakanga vasinganzwani, vakaenda, Pauro ataura shoko rimwechete kwavari rokuti, “Mweya Mutsvene akataura zvakanaka nomuporofita Isaya kuna madzibaba enyu

Pakurirana nevamwe
Mabasa 28 SNA2002

Mabasa 28:25 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino ɀaʋakaŋga ʋasiŋganzwani, ʋakaenda, Pauro ataura shoko rimŋe cete kwaʋari rokuti: Mŋeya Mutȿene wakataura ɀakanaka nomuprofita Isaya kunamadziɓaɓa enyu

Pakurirana nevamwe
Mabasa 28 SUB1949

Mabasa 28:25 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Naizvozvo vakapesana pachavo. Vakazobvapo Pauro ataura muromo mumwechete unoti: “Mweya Mutsvene akataura zvazviri chaizvo paakataura kumadzibaba enyu nomuromo Isaya muporofita

Pakurirana nevamwe
Mabasa 28 SCLB

Mabasa 28:25 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Naizvozvo vakapesana pachavo. Vakazobvapo Pauro ataura muromo mumwechete unoti: “Mweya Mutsvene akataura zvazviri chaizvo paakataura kumadzibaba enyu nomuromo Isaya muporofita

Pakurirana nevamwe
Mabasa 28 SCLBD