Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 28:2 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 28:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vanhu vomuchitsuwa ichi vakatiitira tsitsi dzinoshamisa. Vakavesa moto vakatigamuchira tose nokuti kwakanga kuchinaya uye kuchitonhora.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 28 BDSC

Mabasa 28:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Vanhu venyika iyo vakatiitira unyoro kwazvo; nokuti vakabatidza moto, vakatigamuchira tose, nokuda kwemvura yakanga ichinaya, uye nokuda kwechando.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 28 SNA2002

Mabasa 28:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ʋanhu ʋenyika iyo ʋakatiitira ʋunyoro kwaɀo; nokuti ʋakaɓatidza mŋoto, ʋakatigamucira tose, nokuɗa kwemvura yakaŋga icinaya, ʋuye nokuɗa kwecando.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 28 SUB1949

Mabasa 28:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vagari vomo vakatibata zvakanakisisa kwazvo. Vakativesera moto vakatigamuchira tose nokuti kwakanga kwatangisa kunaya uye kwaitonhora.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 28 SCLB

Mabasa 28:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vagari vomo vakatibata zvakanakisisa kwazvo. Vakativesera moto vakatigamuchira tose nokuti kwakanga kwatangisa kunaya uye kwaitonhora.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 28 SCLBD