Svetukira kuzviri mukati

Mabasa 27:9 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 27:9 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Takarasikirwa nenguva yakawanda kwazvo, uye kufambisa chikepe kwakanga kwava nenjodzi nokuti zvino Nguva Yokutsanya yakanga yatopfuura. Saka Pauro akavayambira akati

Mabasa 27 BDSC

Mabasa 27:9 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino nguva huru yakati yapfuura, nokufamba negungwa kwava nenjodzi, nokuti nguva yokuzvinyima zvokudya yakanga yatopfuura, Pauro akavarayira

Mabasa 27 SNA2002

Mabasa 27:9 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino ŋguʋa huru yakati yapfuʋura, nokufamba neguŋgwa kwaʋa nenjodzi, nokuti ŋguʋa yokuɀinyima ɀokudya yakaŋga yatopfuʋura, Pauro akaʋaraira

Mabasa 27 SUB1949

Mabasa 27:9 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Sezvatakanga tarasikirwa nenguva yakawanda uye rwendo zvarwakanga ruine njodzi uye nokuti nguva yokutsanya yakanga yapfuura, Pauro akavapa zano achiti

Mabasa 27 SCLB

Mabasa 27:9 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Sezvatakanga tarasikirwa nenguva yakawanda uye rwendo zvarwakanga ruine njodzi uye nokuti nguva yokutsanya yakanga yapfuura, Pauro akavapa zano achiti

Mabasa 27 SCLBD