Mabasa 27:25
Mabasa 27:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka tsungai mwoyo, varume, nokuti ndino kutenda muna Mwari kuti zvichaitika sezvaakandiudza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 27Mabasa 27:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo, varume, tsungai mwoyo, nokuti ndinotenda Mwari, kuti zvichaitika sezvandakaudzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 27Mabasa 27:25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo tsungai mwoyo varume nokuti ndine chivimbo muna Mwari chokuti zvichangoitika sezvandaudzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 27