Mabasa 27:22
Mabasa 27:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi zvino ndinokukurudzirai kuti mutsunge, nokuti hakuna mumwe wenyu acharasikirwa noupenyu hwake; asi chikepe ichi bedzi ndicho chichaparadzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 27Mabasa 27:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi zvino ndinokurayirai kuti mutsunge mwoyo; nokuti hakuna angarasikirwa noupenyu hwake pakati penyu, asi chikepe bedzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 27Mabasa 27:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinokukurudzirai kuti tsungai mwoyo nokuti hapana achafa pakati penyu kusiya kurasikirwa nechikepe
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 27