Mabasa 26:9 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 26:9 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Neniwo ndakanga ndichigutsikana ndichitoti ndinofanira kuita zvose zvandaigona kuti ndipikise zita raJesu weNazareta.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 BDSCMabasa 26:9 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino neni ndaiti ndinofanira kuita zvinhu zvizhinji zvinopesana nezita raJesu weNazareta.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SNA2002Mabasa 26:9 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino neni nnaiti ndinofanira kuita ɀinhu ɀizhinji ɀinopesana nezita raJesu weNazareta.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SUB1949Mabasa 26:9 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iniwo pachangu ndaiva nechokwadi chaicho kuti ndinofanira kuita zvinhu zvizhinji zvokurwisa zita raJesu weNazareti.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SCLBMabasa 26:9 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
“Iniwo pachangu ndaiva nechokwadi chaicho kuti ndinofanira kuita zvinhu zvizhinji zvokurwisa zita raJesu weNazareti.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SCLBD