Mabasa 26:5 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 26:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakandiziva kwenguva refu uye vanogona kupupura, kana vachida zvavo, kuti maererano nedzidziso yakasimba yechitendero chedu, ndakagara ini ndiri muFarisi.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 BDSCMabasa 26:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakandiziva kare, kana vachida kupupura, kuti ndaiva muFarisi, nedzidziso yokupira kwedu yakaisvorurama.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SNA2002Mabasa 26:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
ʋakandiziʋa kare, kana ʋaciɗa kupupura, kuti ndaiʋa muFarise, nedzidziso yokupira kweɗu yakaiȿo‐rurama.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SUB1949Mabasa 26:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanondiziva kwenguva ndefu, kana vachida zvavo kuzvipupura, kuti ndakagara somuFarisei, bato rinochengetedza zvechitendero chedu nemazvo chaimo.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SCLBMabasa 26:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Vanondiziva kwenguva ndefu, kana vachida zvavo kuzvipupura, kuti ndakagara somuFarisei, bato rinochengetedza zvechitendero chedu nemazvo chaimo.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SCLBD