Mabasa 26:4 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 26:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“VaJudha vose zvavo vanoziva nzira yandakararama nayo kubvira pandakanga ndiri mwana, kubva pakutanga kwoupenyu hwangu munyika yokwangu, nomuJerusaremawo.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 BDSCMabasa 26:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“VaJudha vose vanoziva mafambiro angu, kubva pauduku hwangu, aiva pakati porudzi rwangu napaJerusaremu, kubva pakutanga
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SNA2002Mabasa 26:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
ƲaJuda ʋose ʋanoziʋa mufambire waŋgu, kubva paʋuɗuku bgaŋgu, waiʋa pakati porudzi rwaŋgu napaJerusarema kubva pakutaŋga
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SUB1949Mabasa 26:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“VaJudha vose vanoziva mugariro wangu kubvira pahwana huduku hwangu uye upenyu hwandakagara kubvira pakutanga mukati merudzi rwangu muJerusaremu.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SCLBMabasa 26:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
“VaJudha vose vanoziva mugariro wangu kubvira pahwana huduku hwangu uye upenyu hwandakagara kubvira pakutanga mukati merudzi rwangu muJerusaremu.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SCLBD