Mabasa 26:31 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 26:31 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakabuda mumba, uye pavaitaurirana, vakati, “Munhu uyu haasi kuita chinhu chinofanira rufu kana kupfigirwa mutorongo.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 BDSCMabasa 26:31 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakabuda vakataurirana, vakati, “Munhu uyu haaiti chinhu chakafanira rufu kana kusungwa.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SNA2002Mabasa 26:31 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
ʋakaɓuɗa ʋakataurirana, ʋakati: Munhu uyu haaiti cinhu cakafanira rufu kana kusuŋgwa.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SUB1949Mabasa 26:31 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakanga vabva vakataurirana vachiti, “Munhu uyu hapana chaari kuita chinokodzera rufu kana kuiswa mujeri.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SCLBMabasa 26:31 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Pavakanga vabva vakataurirana vachiti, “Munhu uyu hapana chaari kuita chinokodzera rufu kana kuiswa mujeri.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SCLBD