Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 26:30 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 26:30 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Mambo akasimuka, pamwe chete nomubati naBhenisi uye navose vaakanga agere navo.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 BDSC

Mabasa 26:30 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ipapo mambo akasimuka, nomubati, naBherinike, navakanga vagere navo

Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SNA2002

Mabasa 26:30 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ipapo mambo akasimuka, nomuɓati, naBerinike, naʋakaŋga ʋagere naʋo

Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SUB1949

Mabasa 26:30 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Mambo akabva asimuka nagavhuna naBhenisi navavakanga vakagara navo.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SCLB

Mabasa 26:30 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Mambo akabva asimuka nagavhuna naBhenisi navavakanga vakagara navo.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SCLBD