Mabasa 26:27 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 26:27 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo Agiripa munotenda vaprofita here? Ndinoziva kuti munotenda.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 BDSCMabasa 26:27 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mambo Agiripa, munotenda vaporofita here? Ndinoziva kuti munotenda.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SNA2002Mabasa 26:27 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Mambo Agripa, munotenda ʋaprofita here? Ndinoziʋa kuti munotenda.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SUB1949Mabasa 26:27 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nhai imi, Mambo Agiripa munotenda vaporofita here? Ini ndinoziva kuti munotenda.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SCLBMabasa 26:27 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Nhai imi, Mambo Agiripa munotenda vaporofita here? Ini ndinoziva kuti munotenda.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SCLBD