Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 26:26 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 26:26 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Mambo vanoziva zvinhu izvi, uye ndinogona kutaura ndakasununguka kwavari. Ndinogutsikana kuti hapana chimwe chezvinhu izvi chichavapunyuka, nokuti hazvina kuitwa pakavanda.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 BDSC

Mabasa 26:26 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nokuti mambo andinotaura naye ndisingatyi, vanoziva izvozvi, nokuti chinhu ichi hachina kuitwa pakavanda.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SNA2002

Mabasa 26:26 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti mambo wandinotaura naye ndisiŋgatyi, ʋanoziʋa iɀoɀi, nokuti ndinoziʋa kuti hapanecinhu caiɀoɀo cakaʋanzika kwaari, nokuti cinhu ici hacina‐kuitwa pakaʋanda.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SUB1949

Mabasa 26:26 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

dzakakwana nokuti mambo vanoziva zvinhu izvi uye ndinotaura kwavari ndakasununguka ndinonyatsoziva kuti hapana chimwe chezvinhu izvi chaasina kuona nokuti hazvina kuitirwa pachikona.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SCLB

Mabasa 26:26 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

dzakakwana nokuti mambo vanoziva zvinhu izvi uye ndinotaura kwavari ndakasununguka ndinonyatsoziva kuti hapana chimwe chezvinhu izvi chaasina kuona nokuti hazvina kuitirwa pachikona.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SCLBD