Mabasa 26:19 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 26:19 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Saka ipapo, Mambo Agiripa, handina kuramba kuteerera kuchiratidzo chakabva kudenga.
Mabasa 26:19 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo, mambo Agiripa handina kuramba kuteerera chiratidzo chokudenga
Mabasa 26:19 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Naiɀoɀo, mambo Agripa handina‐kuramba kuterera ciratidzo cokuɗeŋga
Mabasa 26:19 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Saizvozvo, Mambo Agiripa handairamba kuteerera chiratidzo ichocho chokudenga asi ndakatanga kuzivisa vari
Mabasa 26:19 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
“Saizvozvo, Mambo Agiripa handairamba kuteerera chiratidzo ichocho chokudenga asi ndakatanga kuzivisa vari