Mabasa 26:16
Mabasa 26:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino chisimuka umire netsoka dzako. Ndazviratidza kwauri kuti ndikugadze somuranda uye sechapupu chezvawaona kwandiri uye nezvandichakuratidza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 26Mabasa 26:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi simuka, umire namakumbo ako; nokuti ndazviratidza kwauri nezvizvi, kuti ndikuite munyai nechapupu chezvawakaona, nezvandichazviratidza nazvo kwauri
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 26Mabasa 26:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi chisimuka umire namakumbo ako, nokuti izvi ndizvo zvandazviratidzira kwauri kuti ndikusarudze ushande uye kuti uve chapupu chezvawandiona ndiri uye mune zvandicharatidza kwauri
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 26