Mabasa 26:15
Mabasa 26:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ipapo ndakati, ‘Ndimi aniko, Ishe?’ “Ishe akapindura akati, ‘Ndini Jesu waunotambudza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 26Mabasa 26:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Ndikati, ‘Ndimi aniko, Ishe?’ Ishe akati, ‘Ndini Jesu, waunotambudza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 26Mabasa 26:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakati, ‘Ndimi aniko Tenzi?’ Tenzi akati, ‘Ndini Jesu wauri kutambudza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 26