Mabasa 26:12 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 26:12 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Pane imwe yenzendo idzi ndakanga ndichienda kuDhamasiko ndine mvumo uye ndatumwa navaprista vakuru.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 BDSCMabasa 26:12 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndakati ndichaita izvozvi, ndikaenda Dhamasiko nesimba uye nomurayiro wavapristi vakuru
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SNA2002Mabasa 26:12 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ndakati ndicaita iɀoɀi, ndikaenda Damasko nesimba ʋuye nomurairo waʋaprista ʋakuru
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SUB1949Mabasa 26:12 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndizvo zvakaita kuti ndiende kuDhamasikusi ndapiwa navapristi vakuru simba nebasa rokuita izvozvo.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SCLBMabasa 26:12 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ndizvo zvakaita kuti ndiende kuDhamasikusi ndapiwa navapristi vakuru simba nebasa rokuita izvozvo.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SCLBD