Mabasa 26:1 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 26:1 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Agiripa akati kuna Pauro, “Unotenderwa kuzvidavirira.” Saka Pauro akaninira noruoko rwake akatanga kuzvidavirira achiti
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 BDSCMabasa 26:1 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Agiripa akati kuna Pauro, “Unotenderwa kuzvidavirira.” Ipapo Pauro akatambanudza ruoko rwake, akazvidavirira, achiti
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SNA2002Mabasa 26:1 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino Agripa akati kunaPauro: Unotenderwa kuɀiɗaʋirira. Ipapo Pauro akatambanudza ruʋoko rwake, akaɀiɗaʋirira, aciti
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SUB1949Mabasa 26:1 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Agiripa akati kuna Pauro, “Unobvumirwa kuzvitaurira.” Pauro akasimudza ruoko rwake akazvidavirira.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SCLBMabasa 26:1 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Agiripa akati kuna Pauro, “Unobvumirwa kuzvitaurira.” Pauro akasimudza ruoko rwake akazvidavirira.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 26 SCLBD