Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 25:4 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 25:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Fesitasi akapindura akati, “Pauro akachengetwa paKesaria, uye ini pachangu ndichaendako nokukurumidza.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 25 BDSC

Mabasa 25:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Asi Fesito akapindura, achiti, “Pauro akachengetwa Kesaria, uye kuti iye amene akanga okurumidza kuendako.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 25 SNA2002

Mabasa 25:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Asi Festo wakapindura, aciti Pauro wakaceŋgetwa Kesaria, ʋuye kuti iye amene wakaŋga okurumidza kuenda’ko.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 25 SUB1949

Mabasa 25:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Fesitusi akapindura achiti, “Pauro ari kuchengetedzwa kuSezaria uye kuti iye Fesitusi pachakewo aitoda kuendako mushure mechinguvana.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 25 SCLB

Mabasa 25:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Fesitusi akapindura achiti, “Pauro ari kuchengetedzwa kuSezaria uye kuti iye Fesitusi pachakewo aitoda kuendako mushure mechinguvana.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 25 SCLBD