Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 25:23 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 25:23 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Zuva rakatevera, Agiripa naBhenisi vakauya nokukudzwa kukuru vakapinda mumba maitambirwa mhaka vane machinda ezvigaro zvapamusoro uye navarume vaitungamirira guta. Varayirwa naFesitasi, Pauro akapinzwa mukati.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 25 BDSC

Mabasa 25:23 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Fume mangwana Agiripa akati asvika naBherinike, vashonga kwazvo, vapinda mumba maitambirwa mhaka, navakuru vechiuru chamazana, navakuru veguta, vakauya naPauro varayirwa naFesito.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 25 SNA2002

Mabasa 25:23 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Fume maŋgwana Agripa wakati aȿika naBerinike, ʋashoŋga kwaɀo, ʋapinda mumba maitambirwa mhaka, naʋakuru ʋecuru camazana, naʋakuru ʋeguta, ʋakaʋuya naPauro ʋarairwa naFesto.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 25 SUB1949

Mabasa 25:23 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Pazuva ramangwana acho Agiripa naBhenisi vakauya vakashongashonga kwazvo. Vakapinda mumba yedare redzimhosva pamwechete navakuru vakuru vemuhondo navakuru vakuru vomuguta. Pauro akaunzwamo zvataurwa naFesitusi kuti aunzwe.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 25 SCLB

Mabasa 25:23 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Pazuva ramangwana acho Agiripa naBhenisi vakauya vakashongashonga kwazvo. Vakapinda mumba yedare redzimhosva pamwechete navakuru vakuru vemuhondo navakuru vakuru vomuguta. Pauro akaunzwamo zvataurwa naFesitusi kuti aunzwe.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 25 SCLBD