Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 25:22 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 25:22 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo Agiripa akati kuna Fesitasi, “Ndingada kunzwa munhu uyu pachangu.” Akapindura akati, “Muchamunzwa mangwana.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 25 BDSC

Mabasa 25:22 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ipapo Agiripa akati kuna Fesito, “Neni ndinoda kunzwa munhu uyu ndimene.” Iye akati, “Mangwana muchamunzwa.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 25 SNA2002

Mabasa 25:22 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ipapo Agripa akati kunaFesto: Neni ndinoɗa kunzwa munhu uyu ndimene. Iye akati: Maŋgwana mucamunzwa.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 25 SUB1949

Mabasa 25:22 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Agiripa akati kuna Fesetusi, “Ndingade ini pachangu kunzwa murume uyu.” Iye akati, “Muchamunzwa mangwana.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 25 SCLB

Mabasa 25:22 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Agiripa akati kuna Fesetusi, “Ndingade ini pachangu kunzwa murume uyu.” Iye akati, “Muchamunzwa mangwana.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 25 SCLBD