Mabasa 25:13 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 25:13 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwamazuva mashoma, Mambo Agiripa naBhenisi vakasvika paKesaria kuti vandopa ruremekedzo rwavo kuna Fesitasi.
Mabasa 25:13 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mamwe mazuva akati apfuura, mambo Agiripa naBherinike vakasvika Kesaria kuzokwazisa Fesito.
Mabasa 25:13 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino mamŋe mazuʋa akati apfuʋura, mambo Agripa naBerinike ʋakaȿika Kesaria kuzokwazisa Festo.
Mabasa 25:13 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwakati kwapera mamwe mazuva mambo Agiripa akauya naBhenisi kuSezaria kuzogamuchira Fesitusi.
Mabasa 25:13 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Kwakati kwapera mamwe mazuva mambo Agiripa akauya naBhenisi kuSezaria kuzogamuchira Fesitusi.