Mabasa 25:1 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 25:1 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwakati kwapera mazuva matatu mushure mokusvika kwake munyika iyo, Fesitasi akakwira kubva kuKesaria akaenda kuJerusarema
Pakurirana nevamwe
Mabasa 25 BDSCMabasa 25:1 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Fesito akati asvika panyika iyo, mazuva matatu apfuura, akakwira Jerusaremu, achibva Kesaria
Pakurirana nevamwe
Mabasa 25 SNA2002Mabasa 25:1 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino Festo wakati aȿika panyika iyo, mazuʋa matatu apfuʋura, akakwira Jerusarema, acibva Kesaria
Pakurirana nevamwe
Mabasa 25 SUB1949Mabasa 25:1 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Fesitusi paakauya kudunhu rake mushure memazuva matatu akakwira kuJerusaremu achibva kuSezaria.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 25 SCLBMabasa 25:1 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Fesitusi paakauya kudunhu rake mushure memazuva matatu akakwira kuJerusaremu achibva kuSezaria.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 25 SCLBD