Mabasa 24:12 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 24:12 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vapomeri vangu havana kundiwana ndichiita nharo naani zvake mutemberi, kana kumutsa bope musinagoge kana papi zvapo muguta.
Mabasa 24:12 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Havana kundiwana ndichiita nharo mutemberi nomunhu, kana muguta
Mabasa 24:12 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Haʋana‐kundiwana ndiciita nharo mutembere nomunhu, kana kumutsa ɓope mumasinagoge kana muguta
Mabasa 24:12 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Havana kumbondiona ndichiitirana nharo naani zvake kana kunyandutsa mhomho yavanhu muTemberi kana mumasinagogu kana muguta.
Mabasa 24:12 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Havana kumbondiona ndichiitirana nharo naani zvake kana kunyandutsa mhomho yavanhu muTemberi kana mumasinagogu kana muguta.