Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 23:3 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 23:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo Pauro akati kwaari, “Mwari achakurova, iwe chidziro chakacheneswa nependi! Ugere ipapo kuti unditonge maererano nomurayiro, asi iwe pachako unodarika murayiro nokurayira kuti ndirohwe!”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 23 BDSC

Mabasa 23:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ipapo Pauro akati kwaari, “Mwari achakurova iwe, rusvingo rwakacheneswa; ugerepo kuti unditonge nomurayiro, zvino worayira kuti ndirohwe, uchidarika murayiro here?”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 23 SNA2002

Mabasa 23:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ipapo Pauro akati kwaari: Mŋari ucakuroʋa iwe, ruȿiŋgo rwakaceneswa; ugere’po kuti unditoŋge nomurairo, ɀino woraira kuti ndirobge, uciɗarika murairo here?

Pakurirana nevamwe
Mabasa 23 SUB1949

Mabasa 23:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Pauro akati kwaari, “Mwari achakurova, iwe chidziro zvacho chadzururwa kuchena nesuko. Ndozvawakagarira ipapo kuti unditonge zviri pamutemo asi uchityora mutemo nhai? Uri kuti ndinofanira kurohwa.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 23 SCLB

Mabasa 23:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Pauro akati kwaari, “Mwari achakurova, iwe chidziro zvacho chadzururwa kuchena nesuko. Ndozvawakagarira ipapo kuti unditonge zviri pamutemo asi uchityora mutemo nhai? Uri kuti ndinofanira kurohwa.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 23 SCLBD