Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 23:26 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 23:26 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Kiraudhiyo Risiasi, kuna Changamire, Mubati Ferikisi: Kwaziwai.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 23 BDSC

Mabasa 23:26 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Kiraudhio Risiya, kuna Ferikisi, mubati wakakurumbira kwazvo, kwaziwai!

Pakurirana nevamwe
Mabasa 23 SNA2002

Mabasa 23:26 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Kraudio Risia, kunaFeriksi, muɓati wakakurumbira kwaɀo, kwaziwai!

Pakurirana nevamwe
Mabasa 23 SUB1949

Mabasa 23:26 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Ini Kiraudiusi Risiasi, ndinokunyorerai imi vanoremekedzwa vaGavhunha Ferekisi ndichikukwazisai.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 23 SCLB

Mabasa 23:26 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Ini Kiraudiusi Risiasi, ndinokunyorerai imi vanoremekedzwa vaGavhunha Ferekisi ndichikukwazisai.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 23 SCLBD