Mabasa 23:24 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 23:24 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutsvakirewo Pauro bhiza rokutasva kuitira kuti andosvika zvakanaka kuMubati Ferikisi.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 23 BDSCMabasa 23:24 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
muvatsvakire zvipfuo, kuti vatasvise Pauro, vagonatsomuisa kumubati Ferikisi.”
Pakurirana nevamwe
Mabasa 23 SNA2002Mabasa 23:24 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
muʋatȿakire ɀipfuwo, kuti ʋataȿise Pauro, ʋagonatso‐muisa kumuɓati Feriksi.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 23 SUB1949Mabasa 23:24 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
muwanisewo Pauro mabhiza okutasva, mumusvitse zvakanaka kuna gavhuna Ferekisi.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 23 SCLBMabasa 23:24 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
muwanisewo Pauro mabhiza okutasva, mumusvitse zvakanaka kuna gavhuna Ferekisi.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 23 SCLBD