Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 23:16 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 23:16 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Asi, mwanakomana wehanzvadzi yaPauro akati anzwa rangano iyi, akapinda mudzimba dzavarwi akandoudza Pauro.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 23 BDSC

Mabasa 23:16 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino mwanakomana wehanzvadzi yaPauro akanzwa zvokuvandira kwavo, akaenda, akapinda mumba mavarwi, akaudza Pauro.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 23 SNA2002

Mabasa 23:16 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino mŋanakomana wehanɀadzi yaPauro akanzwa ɀokuʋandira kwaʋo, akaenda, akapinda mumba maʋarwi, akaʋudza Pauro.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 23 SUB1949

Mabasa 23:16 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Zvino mwana wehanzvadzi yaPauro akanzwa zvokuhwandira kwavo. Nezvo akandopinda munzvimbo yaigara masoja akataurira Pauro.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 23 SCLB

Mabasa 23:16 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Zvino mwana wehanzvadzi yaPauro akanzwa zvokuhwandira kwavo. Nezvo akandopinda munzvimbo yaigara masoja akataurira Pauro.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 23 SCLBD