Mabasa 22:8 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 22:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndakati, ‘Ndimi aniko, Ishe?’ “Iye akati, ‘Ndini Jesu weNazareta, wauri kutambudza.’
Pakurirana nevamwe
Mabasa 22 BDSCMabasa 22:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndikapindura, ndikati, ‘Ndimi aniko Ishe?’ Akati kwandiri, ‘Ndini Jesu weNazareta, waunotambudza.’
Pakurirana nevamwe
Mabasa 22 SNA2002Mabasa 22:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ndikapindura, ndikati: Ndimi aniko Ishe? Akati kwandiri: Ndini Jesu weNazareta, waunotambudza.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 22 SUB1949Mabasa 22:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndakapindura ndichiti, ‘Ndimi aniko Tenzi?’ Iye akati kwandiri, ‘Ndini Jesu weNazareti wauri kutambudza.’
Pakurirana nevamwe
Mabasa 22 SCLBMabasa 22:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ini ndakapindura ndichiti, ‘Ndimi aniko Tenzi?’ Iye akati kwandiri, ‘Ndini Jesu weNazareti wauri kutambudza.’
Pakurirana nevamwe
Mabasa 22 SCLBD