Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 22:28 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 22:28 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Mukuru wehondo akati, “Ini ndakaita zvokutenga nomutengo mukuru kuti ndive muRoma.” Pauro akati, “Ini ndakaberekwa ndiri muRoma.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 22 BDSC

Mabasa 22:28 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Mukuru wechiuru chamazana akati, “Ini ndakatenga simba iri rokuva muRoma nomutengo mukuru.” Pauro akati, “Ini ndakaberekwa ndiri muRoma.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 22 SNA2002

Mabasa 22:28 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Mukuru wecuru camazana akati: Ini ndakateŋga simba iri rokuʋa muRoma nomuteŋgo mukuru. Pauro akati: Ini ndakaɓerekwa ndiri muRoma.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 22 SUB1949

Mabasa 22:28 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Mukuru mukuru wamasoja akati, “Ndakatenga uRoma ihwohwo nemari yakawanda kwazvo.” Pauro akati, “Asi ini ndakaberekwa ndiine uRoma ihwohwo.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 22 SCLB

Mabasa 22:28 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Mukuru mukuru wamasoja akati, “Ndakatenga uRoma ihwohwo nemari yakawanda kwazvo.” Pauro akati, “Asi ini ndakaberekwa ndiine uRoma ihwohwo.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 22 SCLBD