Mabasa 22:25 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 22:25 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavakamusunga kuti vamurove, Pauro akati kumukuru wezana akanga amirepo, “Munotenderwa here nomutemo kuti murove muRoma, asina kana kutombowanikwa ane mhosva?”
Mabasa 22:25 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vamusunga namakashu, Pauro akati kumukuru wezana, akanga amirepo, “Makatenderwa kurova munhu ari muRoma, asina kutongwa here?”
Mabasa 22:25 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino ʋakati ʋamusuŋga namakashu, Pauro akati kumukuru wezana, wakaŋga amire’po: Makatenderwa kuroʋa munhu uri muRoma, asina‐kutoŋgwa here?
Mabasa 22:25 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakanga vamusunga netambo, Pauro akati kumutungamiri wezana ramasoja akanga amire pedyo, “Zviri pamutemo here kuti imi murove munhu muRoma musina kumubata nemhosva.”
Mabasa 22:25 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Pavakanga vamusunga netambo, Pauro akati kumutungamiri wezana ramasoja akanga amire pedyo, “Zviri pamutemo here kuti imi murove munhu muRoma musina kumubata nemhosva.”