Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 22:22 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 22:22 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vanhu vakamuteerera kusvikira ataura izvi. Ipapo vakadanidzira vachiti, “Mubvisei panyika! Haafaniri kurarama!”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 22 BDSC

Mabasa 22:22 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Vakamuteerera kusvikira pashoko iro; ipapo vakadanidzira, vachiti, “Akadai ngaabviswe panyika; nokuti haafaniri kurarama.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 22 SNA2002

Mabasa 22:22 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ʋakamuterera kuȿikira pashoko iro; ipapo ʋakaɗanidzira, ʋaciti: wakaɗai ŋgaabviswe panyika; nokuti haafaniri kurarama.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 22 SUB1949

Mabasa 22:22 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Kusvikira ipapa vakamuteerera vakazodaidzira vachiti, “Panyika pano, pasi nomunhu wakadai, nokuti haafaniri kurarama.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 22 SCLB

Mabasa 22:22 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Kusvikira ipapa vakamuteerera vakazodaidzira vachiti, “Panyika pano, pasi nomunhu wakadai, nokuti haafaniri kurarama.”

Pakurirana nevamwe
Mabasa 22 SCLBD