Mabasa 21:3 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 21:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Takati taona Saipurasi takaipfuura nechezasi kwayo, tikaenda kuSiria. Takandoburuka chikepe paTire, paiburutsa chikepe chedu nhumbi dzacho.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 21 BDSCMabasa 21:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Takati taona Saipurasi, tikaisiya kuruboshwe, tichienda Siria, tikasvika Tire; nokuti chikepe chaifanira kututunura mutoro ipapo
Pakurirana nevamwe
Mabasa 21 SNA2002Mabasa 21:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Takati taʋona Kupro, tikaisiya kuruɓoshwe, ticienda Siria, tikaȿika Tire; nokuti cikepe caifanira kututunura mutoro ipapo
Pakurirana nevamwe
Mabasa 21 SUB1949Mabasa 21:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Patakasvika pokunge tava kuona Saipurasi takaisiya kuruboshwe toenda kuSiria tikamira paTire nokuti ipapo chikepe chaifanira kututunura zvachainge chakatakura.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 21 SCLBMabasa 21:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Patakasvika pokunge tava kuona Saipurasi takaisiya kuruboshwe toenda kuSiria tikamira paTire nokuti ipapo chikepe chaifanira kututunura zvachainge chakatakura.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 21 SCLBD