Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 20:4 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 20:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Akaperekedzwa naSopata mwanakomana waPirasi wokuBheria, navanaAristakusi naSekundo, vaibva kuTesaronika, naGayo wokuDhebhe, naTimotiwo uye Tikikasi naTirofimasi vaibva mudunhu reEzhia.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 20 BDSC

Mabasa 20:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Akaperekedzwa naSopato weBhereya, mwanakomana waPiro; naArisitakusi naSekundo veTesaronika; naGayo weDhebhe, naTimotio; uye Tikiko naTirofimo veAsia.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 20 SNA2002

Mabasa 20:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Akaperekedzwa naSopatro weBerea, mŋanakomana waPiro; naAristarko naSekundo ʋeTesaronika; naGayo weDerbe, naTimotio; ʋuye Tikiko naTrofimo ʋeAsia.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 20 SUB1949

Mabasa 20:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Akaperekedzwa naSopeta wokuBherea, mwanakomana waPirusi, kune vokuTesaronika akaperekedzwa naArisitakusi naSekundusi naGayusi wokuDhebhe naTimoti. VokuAsia vakanga vari Tikikusi naTirofimusi.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 20 SCLB

Mabasa 20:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Akaperekedzwa naSopeta wokuBherea, mwanakomana waPirusi, kune vokuTesaronika akaperekedzwa naArisitakusi naSekundusi naGayusi wokuDhebhe naTimoti. VokuAsia vakanga vari Tikikusi naTirofimusi.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 20 SCLBD