Mabasa 20:35
Mabasa 20:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mune zvose zvandakaita, ndakakuratidzai kuti namabatiro akaoma aya, tinofanira kubatsira vasina simba, tichirangarira mashoko aShe Jesu pachake paakati, ‘Kupa kwakaropafadzwa kupfuura kugamuchira.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 20Mabasa 20:35 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Pazvinhu zvose ndakakuratidzai, kuti muchibata muchidai, munofanira kubatsira vasina simba, nokurangarira mashoko aIshe Jesu, sezvakataura amene achiti, ’Kupa kuno mufaro chaiwo kupfuura kugamuchira.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 20Mabasa 20:35 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakakuratidzai, muna zvose, kuti nokushingaira kudaro munhu anofanira kubatsira vakarukutika, tichiyeuka mazwi aTenzi Jesu zvaakataura achiti, ‘Chikomborero chikuru kupa pane kugamuchira.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 20