Mabasa 20:34 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 20:34 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi munoziva pachenyu kuti maoko angu aya akabatira kushayiwa kwangu nokushayiwa kwavandaiva navo.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 20 BDSCMabasa 20:34 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munoziva imi mumene, kuti maoko awa akabatsira kushayiwa kwangu nokwavanhu vandaiva navo.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 20 SNA2002Mabasa 20:34 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Munoziʋa imi mumene, kuti maʋoko awa akaɓatira kushaiwa kwaŋgu nokwaʋanhu ʋandaiʋa naʋo.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 20 SUB1949Mabasa 20:34 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi pachenyu munozviziva kuti maoko aya ndiwo aindishandira pane zvandaida nezvaidikanwa navandaiva navo.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 20 SCLBMabasa 20:34 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Imi pachenyu munozviziva kuti maoko aya ndiwo aindishandira pane zvandaida nezvaidikanwa navandaiva navo.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 20 SCLBD