Mabasa 20:32
Mabasa 20:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Zvino ndinokuisai kuna Mwari nokushoko renyasha dzake, iro rinogona kukuvakai uye richikupai nhaka pakati paavo vakaitwa vatsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 20Mabasa 20:32 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Zvino ndinokuisai kuna Ishe, neshoko renyasha dzake, iye ane simba rokukuvakisai, nokukupai nhaka pakati pavakaitwa vatsvene vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 20Mabasa 20:32 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino ndinokukumikidzai kuna Mwari uye kuShoko renyasha dzake rinokwanisa kukuvakai nokukupai nhaka pakati pavakaitwa vatsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 20