Mabasa 20:26 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 20:26 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo ndinotaura kwamuri nhasi kuti handina mhosva yeropa ravanhu vose.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 20 BDSCMabasa 20:26 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo ndinokupupurirai nhasi kuti ndakachena paropa ravanhu vose.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 20 SNA2002Mabasa 20:26 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Naiɀoɀo ndinokupupurirai nhasi kuti ndakacena paropa raʋanhu ʋose.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 20 SUB1949Mabasa 20:26 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nezvo ndinotaura pachena kwamuri mose nhasi uno kuti ini mhosva handisisina, wafa wafa, wasara wasara
Pakurirana nevamwe
Mabasa 20 SCLBMabasa 20:26 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Nezvo ndinotaura pachena kwamuri mose nhasi uno kuti ini mhosva handisisina, wafa wafa, wasara wasara
Pakurirana nevamwe
Mabasa 20 SCLBD