Mabasa 20:24
Mabasa 20:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
asi handiverengi upenyu hwangu sehune maturo kana kuti hwakakosha kwandiri chero ndikapedza chinhanho changu nebasa randakapiwa naTenzi Jesu rokupupurira Shoko Rakanaka renyasha dzaMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 20Mabasa 20:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvisinei hazvo, ini handioni upenyu hwangu sechinhu chinokosha, dai bedzi ndapedza nhangemutange yangu uye ndapedzisa basa randakapiwa naIshe Jesu, basa rokupupura vhangeri renyasha dzaMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 20Mabasa 20:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi handina hanya noupenyu hwangu, handihudi, kuti ndipedze rwendo rwangu nebasa randakapiwa nalshe Jesu, rokupupura kwazvo Vhangeri yenyasha dzaMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 20Mabasa 20:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
asi handiverengi upenyu hwangu sehune maturo kana kuti hwakakosha kwandiri chero ndikapedza chinhanho changu nebasa randakapiwa naTenzi Jesu rokupupurira Shoko Rakanaka renyasha dzaMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 20