Mabasa 20:21
Mabasa 20:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndakapupura kuna vose vaJudha navaGiriki kuti vanofanira kudzokera kuna Mwari vagotendeuka uye vagotenda kuna Ishe Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 20Mabasa 20:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
ndichipupurira kwazvo vaJudha navaGiriki, kuti vatendeukire kuna Mwari, nokutenda kuna Ishe wedu Jesu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 20Mabasa 20:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
ndichipa uchapupu kuna vaJudha nokuna vaGiriki nezvokutendeukira kuna Mwari uye nezvechitendero muna Tenzi wedu Jesu Kristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 20