Mabasa 20:19
Mabasa 20:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndakashumira Ishe nokuzvininipisa zvikuru uye nemisodzi, kunyange ndakaedzwa zvikuru nerangano dzavaJudha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 20Mabasa 20:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
ndichibatira Ishe nokuzvininipisa zvikuru, nemisodzi, namadambudziko akandiwira nerangano dzakaipa dzavaJudha
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 20Mabasa 20:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
ndichishandira Tenzi nokuzvidukupisa nemisodzi padama nemiedzo zvakandiwira pamusana pamabangano avaJudha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 20