Mabasa 2:8 - Enzanisa Shanduro Dzose
Mabasa 2:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino seiko mumwe nomumwe wedu achivanzwa nomutauro waakaberekwa nawo?
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 BDSCMabasa 2:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino tinogovanzwa seiko mumwe nomumwe norurimi rwedu, rwatakaberekwa narwo?
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SNA2002Mabasa 2:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino tinogoʋanzwa seiko mumŋe nomumŋe norurimi rweɗu, rwatakaɓerekwa narwo?
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SUB1949Mabasa 2:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zviri kuitika sei kuti mumwe nomumwe wedu ari kuvanzwa vachitaura norurimi rwake?
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SCLBMabasa 2:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Zviri kuitika sei kuti mumwe nomumwe wedu ari kuvanzwa vachitaura norurimi rwake?
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SCLBD