Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

Mabasa 2:6 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mabasa 2:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vakati vanzwa kutinhira uyu, vazhinji vakaungana pamwe chete vachishamiswa, nokuti mumwe nomumwe akavanzwa vachitaura norurimi rwake chairwo.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 BDSC

Mabasa 2:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino kutinhira uku kwakati kwanzwika, vanhu vazhinji vakaungana, vakakanganiswa, nokuti mumwe nomumwe akavanzwa, vachitaura norurimi rwake.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SNA2002

Mabasa 2:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino kutinhira uku kwakati kwanzwika, ʋanhu ʋazhinji ʋakaʋuŋgana, ʋakakaŋganiswa, nokuti mumŋe nomumŋe wakaʋanzwa, ʋacitaura norurimi rwake.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SUB1949

Mabasa 2:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Nokunzwa kutinhira uku, mhomho yavanhu yakaungana vakashamiswa nokuti mumwe nomumwe akanzwa vachitaura norurimi rwake.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SCLB

Mabasa 2:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Nokunzwa kutinhira uku, mhomho yavanhu yakaungana vakashamiswa nokuti mumwe nomumwe akanzwa vachitaura norurimi rwake.

Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SCLBD