Mabasa 2:45 - Compare All Versions
Mabasa 2:45 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachitengesa zvavaiva nazvo nenhumbi dzavo, vakapa kuna ani naani aishayiwa.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 BDSCMabasa 2:45 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakatengesa pfuma yavo nenhumbi, vakagovana navose, mumwe nomumwe paakashayiwa napo.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SNA2002Mabasa 2:45 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Vaitengesa zvavaiva nazvo nezvinhu zvavo vachizvigovera vose, munhu achipiwa zvaainge asina.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SCLBDMabasa 2:45 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
ʋakateŋgesa fuma yaʋo nenhumbi, ʋakagoʋana naʋose, mumŋe nomumŋe paakashaiwa napo.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SUB1949Mabasa 2:45 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaitengesa zvavaiva nazvo nezvinhu zvavo vachizvigovera vose, munhu achipiwa zvaainge asina.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SCLB